Zanu pf Harare South constituency

Zanu pf Harare South constituency HARARE SOUTH ORIGINAL VBELT Hard liners
(1)

26/03/2026
26/03/2026

HARARE SOUTH ORIGINAL VBELT CONSTITUENCY HON TRYMORE KANOPULA MABHUDHI UYO MAHWANI UYO TOMUDZORERA FUTI ✊✊✊✊

Pachitiko chakaita mavhiki akapera Ayo munhu ane Mota iyo akanzi taku hire paBoka anota zvekutakura vanhu Ari paboka aka...
21/03/2026

Pachitiko chakaita mavhiki akapera Ayo munhu ane Mota iyo akanzi taku hire paBoka anota zvekutakura vanhu Ari paboka akazowanikwa akauraiwa akarasirwa kuKefallos takuenda kuMhondoro iyo ndomota yake yaka brekwa brekwa nembavha yacho kubvisa engine mavhiri 😭😭😭😭 asi totenda mapurisa vakazobata mhondi iyi kuGweru kuburikidza neVTs

Mbavha idzo dzakabatwa kuBeatrice mushure mekupinda muBar vakavharisa madoor vakatorera vanhu 11mafoni nemari nedoro ndi...
07/03/2026

Mbavha idzo dzakabatwa kuBeatrice mushure mekupinda muBar vakavharisa madoor vakatorera vanhu 11mafoni nemari nedoro ndivo zvakare vakazoba Mota yemuimbi wesungura Simon Murambi asi vakazobatwa ,vaenda nekusina rd nemota iyi umwe Wavo akatiza zvakare vanogara muHopley aiwa tinotenda Vagari v

Thank you ZRP southlea park Boka nekutibatira mbavha dzanga dzanyanya kutema vanhu nematemo nemabhemba ,nemapanga around...
07/03/2026

Thank you ZRP southlea park Boka nekutibatira mbavha dzanga dzanyanya kutema vanhu nematemo nemabhemba ,nemapanga around Hopley vari vana zvakare vemuHopley Ava

His Excellency President Emmerson Dambudzo Mnangagwa will officially launch the Zimbabwe Football Association (ZIFA) Mun...
04/03/2026

His Excellency President Emmerson Dambudzo Mnangagwa will officially launch the Zimbabwe Football Association (ZIFA) Munhumutapa Cup at the Celebration Centre in Harare this morning . The tournament, valued at US$25 million over five years, is designed to bring together teams across all levels of the game in a spirit of inclusivity and national development.

22/02/2026

SHUMBA MURAMBWI CHIKARA CHESANGO πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯

πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ™πŸ™πŸ™βœŠβœŠβœŠπŸ‘
20/02/2026

πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ™πŸ™πŸ™βœŠβœŠβœŠπŸ‘

17/02/2026

VISION 2030 THANK YOU PRESIDENT ED MUNANGAGWA MURIKUSHANDA ZVATINODA πŸ™πŸ™πŸ™MARARA AKUTAKURWA NEKUDA KWE GEO POMONA HAATIRI KUFARA KANZURA YAKAZVITADZA ZVAMURI KUITA IZVI πŸ™πŸ™πŸ™KOMBORERWAI

17/02/2026

Ndosaka makavhoterwa nevanhu Tinotenda Hon Trymore Kanopula nekumira nevakaputsirwa Dzimba dzavo kuHopley kunova kwamakavhoterwa muward 35 iri muHarare south original vbelt constituency

Address

Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Zanu pf Harare South constituency posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share