Kariba Wildlife Diaries

Kariba Wildlife Diaries [email protected] school wildlife and adventures becoming a professional hunter

21/04/2026
Urikuda basa but hauna 5 O'levels?🤔😔Kariba Wildlife Diaries iri kutora vanhu kuti vaite Course ye Tour and Safari Guidin...
22/01/2026

Urikuda basa but hauna 5 O'levels?🤔😔
Kariba Wildlife Diaries iri kutora vanhu kuti vaite Course ye Tour and Safari Guiding ( January 2026 intake).

Mabasa munopiwa after 8 months training neattachment. Certificate ravanopiwa rinonzi LPH- Learner Professional Hunters Certificate, inova ndiyo yavakudiwa kuti uwane basa muTour and Travel industry.

Uchipedza vanokupa internship opportunity, paunodzidza uchihora kusvika wazova neinonzi Professional Hunters Licence.

Kunodiwa zvinotevera

* 17 years and above

* Chitupa chemuZimbabwe

* Munhu ane masubjects 3 zvichikwira akapaswa nemaC, kana kuti anokwanisa kuverenga nekunyora chirungu zvakanaka

Zvakawanda munovabata pa

0711386600 or 0789373720

Kana kuenda pa Office yavo iri paChurch yeZimbabwe opposite Econet Shop

Dzwanya palink riripazasi kuti u apply izvozvi 👇

https://wa.me/message/AUVZPLEMCOK7O1

Address

2009
Kariba

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Kariba Wildlife Diaries posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share