Shurugwi.coms

Shurugwi.coms This page is open to everyone,you are all wellcome

06/11/2015

Kurisei vana homie? I'm back

17/04/2015

Maswera sei paShurugwi? Murivapenyu here kuti zii kudaro or mavhiringwa ne xenophobia?

30/03/2015

Chakadiniko chando kwamuri hama neshamwari? Kuno hakusi kuita. Kubva zuro chaiko, zvotoda vane varume voriswerera bonde.

04/03/2015

Hama makadiniko uko pamwe nevamwe vese vari kunze uko?

14/12/2014

Ndazovawana mazivanhu anga akandibira page yangu s**t yamamai avo_ ndatora page yangu pamwe nokuisa profile pic yangu kuratidza kuti yavaneni muridzi wayo .ndineurombo kuvateveri ve .coms nezvakanga zvaitika manje ndoda vana vekumsha kuita ma admin haikona mabvakure akandiitira utsinye.kana anoda coment "yes" ndiuye kubox kwako,zvakare ndoda kuziva kwamuri mafans epano kuti ndobudisa here pamwe nokuisa mafoto evanhu vakanga vandibira page?

14/12/2014

Nhy vana homie vese veShurugwi makanditarisawo ndinokodzera here kuvawo amai vemba kunyangwe uye ndingabvisirwa muripo wakadii seroora sezvo ndatove hangu mvana?

14/12/2014

Shurugwi.coms

22/11/2014

Ndini zvangu chimoko cherunako_ but vazhinji hamungazivi zvenyu nokuda kokuwedzera kwerunako rwangu daily kkkk__ wakanditarisa ndakafitwa nokushanda basa rei ? Ukataura zvandifadza ndokita frnd yangu .com

12/11/2014

Ndini mai Nobie ndikorokotedziwo nhasi ndabatsirwa nemwanasikana ndotsvaga mkwasha achacomenta zvakanaka uye vamwene vanoda muroora

13/10/2014

From inbox_ichokwadiwo here kuiti machende embudzi anodyiwawo nevarume chete kwenyuwo?

30/09/2014

Ndodawo vanhu 2mrume nemkadzi ndivaisewo paadimn we this page. Coment "YES" I'll apear in yo inbox b4 3minutes

26/09/2014

Washly Mauta

11 September 00:21
help me admin dnt hide.Ndiri kutsvagawo vekwaMATEKA vane mutupo weDUVE kana kuti vanoziva Paul Mateka aimbogara kuHarare long back.ndatenda nevachibatsira my # #0774463277

26/09/2014

Woza wknd tatoitanga kare,urikubatika uripapi panzvimbo ine JOY rinospaka munharaunda dzakapoteredza Shurugwi? taura chokwadi chaicho pauri zvimwe ungasangana na admin ukavarova ne 1 scud ivowo vakakurova ne 1 chimutsanedako .com

25/09/2014

Kunyangwe zvonzi mazita apera panyika handimbofa ndakatumidza mwana wangu kuti ______________(pedzisawo tifare zvedu) .com

14/09/2014

Ndini Liza Nyoni ndobva kwaMatenda ndauyawo pano kuzokuudzai kuti vanhu veShurugwi muri imbwa dzevanhu tsuro dzinomwa mvura nembama.maka Liker page rino nefoni dzekukwereta ikozvino hamuchakwanisi kucomenta varidzi vadzo vakatora uye imwi mava kushandisa madhubhai asinga pindi painternet nxaaa.-its better to unlike page kana zvakadaro.'Kana ivo mai Nobie ndakatovaudza zvirinani kutengesa page mongozoti kuvanhu raheckwa nokuti hamubatsiri nekuomera kwenyu.kana arwadziwa nemashoko angu ngaasiye foni number dzake ndimufonere .c0m

12/09/2014

nguva yareba ndichisvoda kutaura zvino dambudziko racho harisi kupera.ndini mai Nobie ndine problm zvakare nenyaya yepa bonde,ndinobuda ziya nokukurumidza ndakamboenda kunachiremba vakati body yako yakakurisa asi handina kugutsikana nazvo saka ndodawo kuziva kuti ichokwadi here kuti inyaya ye body? Uye zasi kwangu kunokurumidza kutota mvura inotsvedza saka handichaziva kuti zvinokonzwerwa nemrume kana ini hameno.plz help me imba yangu isati yaparara nokuti mrume wangu wava kutondisema .C0m

12/09/2014

From inbox :Hide I'd admin vanhu vangazondiseka.ndirimwanasikana wemakore 16 ,ndobva kunonzi kwa Nhema ndoda kuzivawo kuti izvi zvinoitikawo kwenyu kuti machende embudzi anodyiwa nevanhurume chete kana kuti kukara/kuruta kwevanhu venzvimbo ye vekwedu?Ndinotenda kune vachabatsira .Com

11/09/2014

Ko ndeupi anonakirwa nebonde kupfuura umwe pakati pemkadzi nemrume?

10/09/2014

Pamusoroi vabereki nemwi mese makateera.

Ndauyavo pano nechida kukuzivisai kuti page randanga ndichiti rakabiwa ndazoriwana. Makoronyera anga andipandukira.

Zvidawo ndine dambudziko remusana. Ndikangotanga kuita bonde ndotonzwa musana wangu uchirwadza zvokuti. Ndotozopedza pamwe ndava kuzvimanikidza. Hameno kana pane vanoziva mushonga wacho ndibatsireiwo.

10/09/2014

Ari kuramba mukadzi achiti haana matinji.

Hide id admin. Ndiri mukadzi ane 24 uye murume 27, kumusha kuMhandamabwe. Ndaitawo dambudziko nemurume wangu. Hatisi kugarisana nenyaya yekuti anoda ndinodhonzwa matinji. Zvineiwo munofinga zvingaite kuti zera rangu ureri ndingadhonzwa akareba here. Zvekudhonzwa makongo zvinoda uchiri mudiki then wozokura watova nawo. Hanzi heheh hawunake, hehehe haugone staera rebonde. Kubvira patakatanga kukwirana ndichiri grade 7 iye achiita form 3 haana kumbozvitaura. Nhasi kwakundichinjira hanzi ndonzwa makongo. Veduwe kana panew anoziva kunodhonzwa matinji evanhu vakuru ngaandiudzewo. Ndatenda hangu.
Shurugwi.coms

09/09/2014

timboonawo nhasi vasinganyari kana kusvoda kutaura chokwadi pamberi paMwari, Coment "YES" kana mkadzi wawakaroora uriiwe wakamubvisa umhandara/murume akakuroora then coment "NO"'kana wakawana akabviswa/kana wakaroorwa neasina kukubvisa. .com

04/09/2014

ndini Melody from Zvishavane chief Shiku ndine problm yevarume vandinenge ndarara navo havandibhadhari mari inondigutsa I don't no wy; ,ndikati $7 per nyt paanopedza kurara oti 7 yakawandisa ndokupa $3 saka zviri kundidya moyo kuti pamwe handinaki or ndorara nestayera isingamunakidzi.vane ruzivo help me plz__ Kokana ndikashandisa munyati uyu pabonde ndingagonawo kuzobhadharwa marii? .com

31/08/2014

Murume wangu haade kuti titsvage imba yedu tega!

Murisei admin? Zita rangu ndiChipo Mavhaire, ndine makore 23 uye murume ane 25. Ndakasvikawo last week kuno kuPolokwane ndichibva kumusha. Semunhu akangokaruka asvika ndakawana murume wangu asati atsvaga imba apo achigara neshamwari dzake. Kutaura kudai ini nemurume wangu wangu torara kudivi pakaganhurwa nemucheka then vakomana kune rimwe divi. Zvakawoma henyu, musi wekutanga i thot tichabva toenda kunorara somewhere but kwete. Takapinda mumagumbeze kwakutanga kutaura nezevezeve, zvino yakazoti yatanga nguva yebonde. Veduwe ndakazama kuzvibata, asi ndakatadza. Ndakatanga kuchemerera imi, murome kuvhara muromo wanei ndipo pandainge ndonakirwa. Naye akabva andirega kwakutanga kuisa zvake. Veduwe takati tapedza ndikanzwa varume vaive pasi kwakungoshinyira. Ave makuseni ndakanyara kubuda panze zvikanzi nadady buda tazvijaira izvi. Veduwe ini handizvigone zvekuitira bonde muvanhu, apo ndakaroorwa handisi h**e ini. Hanzi tichatsvaga imba kupera kwemwedzi. Ini zvekuzohura handidi or kupa vamwe hosha. Zvongodawo tsika mukurarama. Ndatenda isai pavamwe tivonesane

31/08/2014

SIX DIE IN GUINEA FOWL ACCIDENT

SIX people died on the spot yesterday when a Mazda Bongo lorry they were travelling in collided head-on with a Kukura Kurerwa bus along Gweru-Shurugwi Road near Guinea Fowl High School on the outskirts of Gweru.

National police spokesperson Chief Superintendent Paul Nyathi confirmed the accident which occurred at the 13km peg along Gweru-Shurugwi road at around 11.30am.

Chief Supt Nyathi said the Gweru-bound lorry had six people on board, while the Chiredzi-bound bus had 65 passengers when the accident occurred.

"I can confirm that six people died in an accident when a Mazda Bongo lorry they were travelling in collided head-on with a bus along Gweru-Shurugwi Road.

"Circumstances are that the driver of the lorry lost control of the vehicle on approaching the 13km peg and he encroached into the right in front of an oncoming bus resulting in the head-on collision.

"One person who was in the bus sustained minor injuries and was taken to Gweru Provincial Hospital where he was treated and discharged," he said.

Chief Supt Nyathi said the bodies of the victims were taken to the same hospital awaiting postmortem.
He appealed to motorists to abide by the road speed limits as well as ensuring that their vehicles were roadworthy.

A witness, Mr Charles Chisi, said on approaching the 13km peg, the driver of the lorry tried to overtake a commuter omnibus and encroached into the lane in front of an oncoming bus.

"The driver could have been exceeding the road speed limits because he had just overtaken another vehicle before he tried to overtake a kombi.- ONLINE
May their souls Rest In Peace

26/08/2014

Zvinowanikwa kudunhu ripi muzimbabwe zvakadai

26/08/2014

Pane vanhu vapenyu here pano?kana wamuka uri mupenyu,uri mutano,nyama nemweya zviri pamwechete,chingotendawo kuti Thank You Jesus.

25/08/2014

🌜🌛On 27th August 2014 there will be two moon. The whole world is waiting for it. On this day Mars will be very bright and like moon everyone can see it with naked eyes. This day it will be 34.65 M Miles away from earth.On this day do not forget to see this at 12.30 night. Because you will see two moons in the sky. This event will happen again in the year 2287.Please share this with all. Because those who are living now cannot see it second time in the year 2287.

24/08/2014

A stressed man was in his office thinking deeply. Suddenly one man ran inside shouting "Peter, Peter your daughter Tonia just had an accident and died"
Shocked and confused, He jumped out of his office through the window. As soon as he does, he remembered his office is on the 7th floor, as he descends lower, he remembered he doesn't have a daughter called Tonia, still descending he remembered he's not even married, just 2 floors b4 he hits the ground, he remembered his name isn't even Peter...!
STOP THINKING 2 MUCH ON THIS WORLD OF TROUBLE. GOD IS IN CONTROL, RELAX & KEEP PRAYING.....

09/08/2014

Ko chingava chiiko chandiri kushota chirikunditadzisa kuva nemufaro??

03/08/2014

Chinotimba resting with girlfriend:
Girlfriend: Sweety, whats your star sign???
Chinoz: I don't have. Girlfriend: Aahh, hazviite zve. Everyone has a sign. Chinoz: Asi ini handina! Girlfriend: Ok honey, which month were you born?? Chinoz: 6 september 1973.
Girlfrend: Never mind the year darling, so if you were born in Sept that means you are cancer! Chinoz: Pfutseke... Ndiri cancer inini??? Kana ndiri cancer iwe uri Aids. Handidi mutambiro iwowo
mhani... Ndiri munhu wemusangano ini, ndinokunyudza!!!!

01/08/2014

nhasi ndazofara veduwe ndibatsireiwo kutenda Mwari.ndaenda ku new-start ndikawana kwakavharwa #

31/07/2014

mangwanani akanaka kwamuri mose.ngatimbodadai nemitupo yedu.ini ndoera Gumbo ko imi? #

29/07/2014

Kokwenyuwo munoita chisi nechingani? / ibva wacomenta nzvimbo ne zuva racho!! admin_
e.g Gokwe __China

26/07/2014

Kana waziva muimbi uyu comenta ne song yake imwechete yaunofarira asi kana watadza kumuziva coment X

Address

Shurugwi

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Shurugwi.coms posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share

Nearby government services


Other Shurugwi government services

Show All

Comments

Amai
MITSUBISHI new& used parts for sale.We break Mitsubishis of all kinds.
We import hard to find parts in 7-30 days.
JESUS IS LORD!
WHATSAPP +263772819711
Attention ‼Attention ‼
Good day guys. Royal Secrets wants to launch in shurugwi on 10 january 2020.if anyone stays in Shurugwi or has some recruits in shurungwi please in box me as soon as posible.The first 5 people get a free 30mls perfume 😊
Anglo American Cnaz Newspapers News24.com Unki Mines Pvt Ltd Angloamerican Emmerson Dambudzo Mnangagwa Ministry of Mines and Mining Developement Nick Mangwana KwekweNet Shurugwi.coms
ѕeι ѕeι тeaм rangυ pa ѕнυrυgwι apo
MAKADII PANO........?
HAMA MKADIIKO PASHURUGWI APO kwaMUKANDAPI UKO MURISEI HENYU
PAY YOUR DSTV USING ECOCASH BOTH ZIM🇿🇼 and S.A🇿🇦 ACCOUNTS

INSTANT ACTIVATION!!

🇿🇼ZIM
ECOCASH PRICES

Lite. *$33*
Access *$43*
Family *$64*
Compact. *$96*
Comp plus *$138*
Premium *$221*

*PRICES ARE FOR ZIM ACCOUNTS*

Click link below to join the group👇🏾

hie lm simba l come in shurugwi too. please join me in yr group
new cariculam
Muri sei sei guys