15/04/2023
National msg from president I Chingwe
There is 99.9 possibility of Zimbabwe going into a civil war for more than a decade if mdc/ccc wins the next election. Bato ratadza kutonga nedzimwe nyika dzemuno muafrica dzinovimba kuti ccc/mdc ibato revarungu, icho chiri chokwadi. Neruzhinji rwevatsigiri vebato ratadza kutonga muno muzimbabwe, nenyika dzakatikomberedza dzinoziva kuti ccc/mdc ibato rinotsigirwa nevachena. Hakuna muafrican panguva ino anetarisiro yekugara pasi pahutongi Hwemuchena. Zvino Zimbabwe ngatisaita sarudzo isina huchennjeri. Mukatarisa mazita ebato iri vatungamiri varo zvinovaremera kutumidza zita rinoratidza huafrican, eg movement for democratic change, ndokubvapo zvakare ndokuti citizens coalition for change. Nemhaka yei pasinawo Africa or Zimbabwe mumazita maviri ayo, eg Zimbabwe African freedom party. Muzafp mune Zimbabwe and African, muzanupf muna Zimbabwe and African, muzapu mune Zimbabwe, muzanla mune zita rokuti Zimbabwe. Izvi zvinoratidza kuti ccc/mdc is a European company trying to come back hiding behind parpets. Naizvozvo kuwinha kwebato iro kuchaita kuti zanupf irwise uye ichipiwa rutsigiro nenyika dzemuno muafrica kwenguva refu, idzo dzakambopambiwawo futi. Kudzimura moto uyu, Zimbabwe yose ngativhoterei ZAFP mapurisa, masoja, nurses council workers,i am aware of what you are going through. Your situation pains me as your president. I need your vote so that I can make you people again. ZAFP ibato risina ruvoko rwemurungu mukati, tiri bato raka mutswa uye rine strong belief of africanism hatina uye hatidi ruvoko rwemuchena mumatongerwo enyika ye Zimbabwe. Kana ZAFP ikakunda musarudzo dzinotevera, hakuna hondo inoitika, nokuti mutungamiri webato redu munhu mukuru, ndichireva kuti munhu ane Hutungamiri hwezodzo yevadzimu namwari, mweya wakakunda rudzi rwevachena during the liberation struggle, mweya wacho unofamba napresident weZAFP , mweya unokunda mweya yose, yehondo, poverty, hunger, diseases, mweya uneinonzi pachirungu stability and co