10/06/2026
Hanzi naVa Chamisa Vana veZimbabwe shandisai njere,svinurai uye musateerere Manyepo ekuti vanoshandidzana ne Zanu Pf. Va Chamisa vanoti Dai vaishidzana ne Zanu pf hapana paizotengwa va Tshabangu kuti vadzinge vatsigire vavo mudare re Paramende.Va Chamisa vaenderera mberi vachiti Mari Dzirikupihwa vanhu na Chivhayo ndedzenyika.