19/04/2022
Ndidzo politics dzatoda kuti nyika yese iite zvinoitwa muno mu O tiri vana vemunhu mumwe tikakura pamwe zvekusiyana kwemapato hazvititadzise kuwirirana
Keep it up Ward 22(Unit O) Chitungwiza South Constituency