Chimowa Secondary School

Chimowa Secondary School Chimowa Secondary School is one of the greatest day schools in Chikomba. That is where the sun rises. This page is specifically for former students of Chimowa Secondary School who are keen on uplifting the school.

Operating as usual

08/04/2020

Am looking for the following people.Anybody with their contacts kindly inbox

Rota Mafa
Mugove Tsvanhu
Chipo Herudhe
Guenevia Mudzviti
Tapiwa Mandebvu
Trevaskis Gezha
Eddington Mufamba.
Evernice Zhanda.
Stanford Mundandi
Gracia Munetsi.
Shelton Kuvheya
Marvelous and Nicholas Demadema.
Nyasha Dungwe.
Addjoy Chisango
Tichafa Bare
Titus Bare
Musekiwa Mandigo.
Fungai Maruta
Nomatter Chawira
Tawanda Mbwembwe
Taurai Joni
Lovemore Takaendesa
Rodrick Dzenga

This is a 2001-2004 stream.

30/11/2019

Tine hurombo vazukuru veNjanja takarasikirwa naMai Sekai Mukucha (Gucha).Vachengetwa nhasi masikati Kuno kunjanja.

15/10/2019

Colleagues it has been a long time before we communicated on this platform. We have started a WhatsApp Group for Chimowa Old Students and are helping pay school fees for underprivileged children at the school. Today, through our Treasurer, we managed to deposit, into the school account, fees for eight school children. A further deposit will be done tomorrow in respect of the remaining ones. Let us help uplift our school and the current crop of kids. Contributions can be made through Ecocash. If interested in joining the group, you can provide us with your number here and be part of this change. Thank You.

22/04/2019

Colleagues how are you doing. What can we do to help lift up the school. Some people are doing wonders, helping their schools come on the map.

24/10/2017

Tinehurombo tarasikirwa naGodfrey "chikumbodayi" Godfrey Mutsure. Akashaikira kwamurambinda.Kumhuri yekwaMutsure tinoti chemai netariro. Tiritose panguva yekuchema hama yedu. Kuna Godie tinoti zorora murugare hama

06/02/2015

Congratulations to our Headmaster Mr Manyame whose current school, Mhari High attained a 100% pass rate in A Level results. Congratulations to our neighbours. Mr Manyame we are proud of you

24/10/2014

"Ukapasa ndinokupa bhutsu yangu iyi". How many still remember these words from Mr Manyame whenever he was reprimanding a naughty pupil. His words however usually came to pass. Chimowa all the way and with LOVE

21/08/2013

Pane achaziva here team yebhora yana Peter Tsveture, Farai Mkandatsama, Edmore Takura, Cosmas Nyeche, Ernest Mushure, Stanely Matope, Tafadzwa Matema, Talence Chikomba iyo yakanetsa kwazvo. Pane team ingadarike iyi here paChimowa

09/07/2013

Which class do we rate to have been the best at our school.

05/07/2013

Was in Gutu yesterday and had the priviledge to meet one of our former teachers Mr Mauka, who is now teaching at Chiwara High School in Gutu. We had a good chat

01/07/2013

Pachikoro pedu paive nevanhu vaive nembiri yekuita zvakasiyana siyana. Vamwe vaitamba bhora, vamwe vaimhanya uye vamwe vaivenembiri yekuenda kumapungwa. Tipeiwo mazita evanhu nembiri yavaive nayo.

27/03/2013

Ndeapi am prefects aionererwa kana kuti aive nemanyawi panguva yenyu

02/01/2013

Guys as we enjoy 2013, let us take a moment to mourn one of our own Raston Mukandatsama who was murdered in cold blood over the weekend. Our thoughts are with the Mukandatsama family as they try to come to terms with this cruel act. May His Soul Find eternal peace.

06/12/2012

Vanhuwe pane nyaya yekuendeswa ku one way uko munhu aizonorohwa akabata chair uye asingatenderwi kuiregedza kusvika apedza kurohwa. Vane ruzivo nayo tipandireiwo tinzwe

14/11/2012

Nhasi tati regai timbokurukura zvimwe zvezvaitika pamusha wedu uyu. Ndeapie maticha atingati airova zvikuru pachikoro apa uye kana paine akasununguka kutiudzawo musi waakamborohwa anogona kungotiudza senzira yekutsigira mhinduro yake.

15/09/2012

Dzimba dzematicha dzakaiswa magetsi eSolar zvino dambudziko magetsi acho anongoenda nekudzoka paanodira nyangwe zuva riri tiii.vakaita science,chii chikonzero nhai.

14/10/2011

Hama dzangu pane achatondera here murairidzi ainzi Nhema?

04/10/2011

Guys let us pay tribute to one of the greatest headmasters of our time, Mr Goodwill Manyame, who is now the Headmaster at Mhari Secondary. The man selflessly served and transformed Chimowa Secondary.

09/09/2011

Guys what can we do help mobilise resources like books for our school. We need to make an impact

24/08/2011

Varume do you still remember Maisva.

09/08/2011

Chomowa Secondary School. Where the sun rises

04/08/2011

Postive development guys. The school is now electrified using solar system. This courtesy of the MP who used the constituency development fund for the project. Sengwe is also electrified. This should be praised

11/07/2011

Guys please lets bring this thing to life. Come and let us celebrate this very great school

08/07/2011

Guys do you remember mbama yairohwa na Zariro. Haa. blaz uya haana hake kundidzidzisa but aivhura mbama

Address

Box 240
Chivhu

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Chimowa Secondary School posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Nearby government services

Comments

Ko ini pane anondirangarira here kkkkkk ndanga ndakaita sey
Mugove ndini zhanda plz 4ne m or txt your number
Makadii mose mativi mana.. Tinotakura zvinhu zvose zvenyu kubva JOBURG PITERSBURG PRETORIA Runstenburg tu Buhera yose zvayo...... Gutu....Chivhu.....Sadza...Unyetu...Hwedza....... Harare cal us +27786728756
Makadiiko hama neshamwari. Ndaikumbirawo kuti tibatane tiwanewo zvatingaitira chikoro chedu chatakadzidza ichi. Nepadiki patiinapo ndinoona kuti tinogona kutoita zvinhu zvikuru mukusimudzira Chimowa. Ngatipananei pfungwa tione kuti tinosvika papi. Vamwe vari kuzviita. Isu hatingatadzi
Se
ii
pandombo pari cei