Shadreckaf shadudu the FUN GUY

Shadreckaf shadudu the FUN GUY Stand up comedian and entertainer

Ini handina mhosva๐Ÿซก
11/01/2024

Ini handina mhosva๐Ÿซก

04/01/2024

Tenzi panhau dzerudo kana ndiri mbudzi ingondipai mufenje ndifane nyina๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ

01/01/2024

Happy new year with violence ๐Ÿ˜‚jokes

31/12/2023

Panochaya 12 nhasi manheru ive wakamira neleft leg then wotanga kutsika 2024 neright leg. Start with a right step this year๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿƒ๐Ÿฝโ€โ™‚๏ธ๐Ÿƒ๐Ÿฝโ€โ™‚๏ธ๐Ÿƒ๐Ÿฝโ€โ™‚๏ธ

29/12/2023

Ine basa here kukutonhora๐Ÿ˜‚

25/12/2023

Merry Christmas team๐Ÿฅฐ

18/12/2023

By force

RIP mukoma Terry๐Ÿ˜ญ
14/12/2023

RIP mukoma Terry๐Ÿ˜ญ

14/12/2023

Kamwe kalook kamunotipa when you overtake us ndekeiko apa mota isiri yako futi uri passenger ๐Ÿ˜‚๐Ÿƒ๐Ÿฝโ€โ™‚๏ธ

12/12/2023

Did you know๐Ÿ˜‚๐Ÿ™Œ๐Ÿพ

06/12/2023

Ishuwa here idzi ๐Ÿ˜‚

01/12/2023

Neasina mansion muZim ari kungochemawo naMthuli ๐Ÿ˜‚

Bumped into a tiktok friend ๐Ÿค—
28/11/2023

Bumped into a tiktok friend ๐Ÿค—

24/11/2023

Chinjaiwo diet

Ndiri kuMalawi regai ndimboenda kunozvibatsira
23/11/2023

Ndiri kuMalawi regai ndimboenda kunozvibatsira

23/11/2023

Uri lawyer but you can not argue with your partner aku cheater๐Ÿ˜‚

21/11/2023

Saka unotofamba zvakanaka hako usina kupisika ukachena Yoo๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿƒ๐Ÿฝโ€โ™‚๏ธ

Heee wakaitei gore rino zvarapera, ndichakuvharai nembama. Hamuoni kutsvukira kudai kugeza nekudya sadza ramai vangu rin...
16/11/2023

Heee wakaitei gore rino zvarapera, ndichakuvharai nembama. Hamuoni kutsvukira kudai kugeza nekudya sadza ramai vangu rinonaka maningi

15/11/2023

Tennis ๐ŸŽพ our joy

10/11/2023

Mwana: Mhamha munhu anodyiwa here?
Mom: kwete mwanangu nei wadaro?
Mwana: ndakanzwa dad vachiti pafoni ndakadya kaAmanda kulodge๐Ÿ˜‚

08/11/2023

Kunakirwa nechibhachura kusvika pakubika muriwo une dovi๐Ÿ˜‚

07/11/2023

Jokes ๐Ÿ˜‚

07/11/2023

Vasina kubayiwa vaccine recovid saka nyaya yacho yakatopera hayo ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜‚

Idyai mega๐Ÿ˜‚
04/11/2023

Idyai mega๐Ÿ˜‚

01/11/2023

Weapons donโ€™t kill people. People kill people.

31/10/2023

Varume vazhinji vanoda kunzi maC10๐Ÿƒ๐Ÿฝโ€โ™‚๏ธ๐Ÿ˜‚

Vana vapinzwa busy โ˜บ๏ธ
30/10/2023

Vana vapinzwa busy โ˜บ๏ธ

Read instructions carefully
28/10/2023

Read instructions carefully

27/10/2023

Taizonyara takutukwa muripo hahaha

27/10/2023

Sakadzai miviri yenyu vasikana, kudenga kunodiwa mweya chete๐Ÿƒ๐Ÿฝโ€โ™‚๏ธ๐Ÿ˜‚

Address

Gutu
00263

Telephone

+263714149861

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Shadreckaf shadudu the FUN GUY posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Videos

Share


Other Gutu government services

Show All