19/07/2024
https://whatsapp.com/channel/0029VaY55XDJP20wYuuAml2z
Follow my whatsapp channel for more books and previous chapters
https://www.facebook.com/profile.php?id=100069895577377 lyk my fb page
https://t.me/+hLM-PWb5U245YjI0 telegram group
*Unbearable Pain*
Written by B.M Mafukidze(Babie Bee)
0772999520
0714124451
*Free bk plz share*
Ch 29
Semi Final
Talent
Vanhu munoda kunyanya kunzi mune hunhu stereki by depriving yourself of what you want. If you want something go for it, even akava munhu do anything in your power to get him. Vamwe vedu muchafa mungori single nekuda kunzi muri holy, muchiti ini l respect other people's relationships and marriages. Iwe kana ukaona panopindika pinda don't waste your time kuda kusweretenderera zvenhema k*tsvaga corner muimba yeround. Ini Tarsoul paakadzoka achikumbira ruregerero handina kundandama ndakadairira mudenga coz ndaive ndisina kumbobvira ndabuditsa mumoyo mangu.
I had always prayed to God k*ti munhu wangu adzoke and l don't wanna lie ndainamatira k*ti marriage yake naMunashe iparare. All the time Munashe paaitumira mastatus paapp vari vese or pafb ndainzwa moyo wangu kurwadza and would always pray k*ti zvidhakwe. Ndakatombotanga ndichinamata k*ti asaroorwe but things didn't go as l had planned akaenda akanobvisirwa wena and again l cursed k*ti asaite mwana but still zvakashaya basa mwana akangomuwana but finally Mwari vakazonzwawo munamato wangu wek*ti munhu wangu adzoke.
I was the happiest woman on earth the very day Tarsoul called asking for forgiveness. Handina Kuda kunyanyoomesa musoro l just asked k*ti ko mukadzi wake aive aita sei and he told me vaisawirirana, he was in the process of divorcing her coz vaisanzwanana. Ndakangoti kudenga Kuna Mwari uku. Tarsoul would always come here and there without his wife knowing and aingonditi ndimusiye akadaro. Chaindibhowa l wasn't free k*taura naye pandadira ndaiita wekumirira paanondifonera ari free iye and l always knew aingofona kana mukadzi wake asipo chete and zvaindimara big time.
I wanted her to know k*ti ndadzoka pamunhu wangu coz mai Mia aizviona kunge ndiye ane yese that's why ndaimboita ndichifona dzimwe dzenguva ndainyatsotaimira nguva dzandoziva k*ti vanenge vari vese and zvandaida zvainyatsoita coz she would always send me mamessages asking what wrong she had done to me k*ti ndizomuitira hutsinye hwakadaro. Kutaura chokwadi aive asina chaakanditadzira but the fact yek*ti akauya pamunhu wangu plus k*ti ndiye ainyanyodiwa ndizvo zvaindimara izvozvo.
Yes Tarsoul aive akadzoka akati tidzokerane hake but l knew mukadzi wake aimuda coz dai aisamuda angadai akasiyana naye kare plus ndaisazopiwa tumitemo mutemo panyaya dzek*taura naye. If he truly loved me asisade zvemukadzi wake taingotaura tese anytime and aifanirwa k*tozivisa Munashe k*ti ndiriko tisaite zvekubirirana. Zvino pese paaiuya kumba kwangu aidzima foni or kugara afonera mukadzi wake achimuudza nhema k*ti asazofone and it's like iye Mai Mia wacho aisava nenguva yekufonera ba Mia.
Zvino dambudziko raive rava pakuramba ndichidyirwa musaga. Ndaive ndakaenda kumba kwamai vake ba Mia but ndakasvika vasiko handina kuzokwanisa kuvaona or maybe aive akatozvironga hake achiziva k*ti mai vake vanenge vasipo munhu wandakangokwanisa kuona ihanzvadzi yake ba Mia mudiki wacho and we exchanged numbers. We would talk pafoni apo neapo but still that wasn't enough coz tete ava vaitovewo mwana mudiki zvavo ndaidawo kuzivikanwa nevanhu vakuru and the only way to do that was only ndaita mimba yake Tarsoul zvek*ti kunditi ndimuitire mwana ndakangonyeperewo kuvhunduka asi ndaive ndisina kana chandaishandisa kubva kare k*ti nhumbu ibate but zvaisabudirira mimba yaisabata.
And here l was smiling, Tarsoul aive ouya kumba kwangu most of the time from Harare to Masvingo kwandaigara and life yaive on time l was certain k*ti nemukadzi wake they were not in good books and ndaisaziva chaitora nzvimbo pakati pavo and I cared less ndakatoti zvangu zvaita. Ndaive ndoita hudobi hwese k*ti munhu wangu angofunga nezvangu chete but munhu wacho aitooneka k*ti aive nezvaimunetsa kana ma l love you andaisimboudzwa paive pasisina aive ongoitirawo chirango but love yacho ndaive ndakusanyatsoinzwa. Mai Mia achiripo ndipo pazvainyatsonakidza ainyatsouya neginger.
Chimwe chinhu chandakaona chainyanyomudya mwana wake. Zuva raisapera asina kumutaura. Wallpaper yake yaive nemwana wake profile zvese nemastatus aingove Mia zvaitopedzisira zvakubhowa. Dzimwe nguva ndaitombopopota asi hazvina zvazvaibatsira aitoita kunge anondisvotesa.
Ndakasekerera ndega ndakabata kastick kepregnant test ndichiona kachibuda two lines. Ndakaita sendichabata denga, finally zvangu zvaive zvazoita. Now that l was carrying his child at least taive tava fifty fifty namai Mia nek*ti tese tinenge tava nevana vake so same value yaaipa mai Mia is the same value yaaifanirwa kundipawo and zvake zvekuda Mia kunge ndiye ega mwana zvaizopera. Ndakabuda mutoilet going back mumba maaive ndikasvikozvikandira pamakumbo ake and said,
" congratulations moyo", akataridza kusanzwisisa zvandaireva and I had to wave the stick kumeso kwake and said,
" Taraaaaa you are going to be a father soon".
" what do you mean, mai Mia ane nhumbu futi?".
Ndakanzwa kusvotwa nemubvunzo wake and said, " mai Mia wekuita seiko. Ndiye ega anogona k*takura nhumbu here nhai?".
" saka mumwe ane nhumbu ndiyani?".
" ndini I'm carrying your baby inside me ".
" oooh ok ", that's all he said ndikaramba ndakamutarisa.
" that's all?", l asked.
" what do you mean that's all? ".
" I'm telling you that I'm pregnant wongoti oooh ok zvega here? ".
" what am l supposed to say then? ".
" really Tarsoul? Pana mai Mia wakaita sei?".
"mai Mia yek*tanga ndakafara zvese nek*tya coz aive achiri A level by then but akazoita miscarriage, then yechi 2 again she miscarried zvek*ti pakazobata yaMia ndaive ndakungoti hamenowo ndakazofara mwana azvarwa".
" saka urik*ti chiii, hausi kufarira nhumbu yangu kusvika ndazozvara?".
" ko ikangobva zvaiita dzamai mai?".
" why kundifananidza nemumwe mukadzi. Ukuona ndiri mai Mia here uye ati ndichaita miscarriage ndyn?".
" hanty mese mamitiswa nemunhu one here plus iwe wacho wakamboiitawo wani? "
" hamurevesi henyu ", l said ndatobatikana coz zvandaitarisira nezvacho zvakazoitika hazvisizvo
" sorry babe just that you won't understand my fears. I'm happy I'm going to have a child with you. Kuzvarirwa mwana neyellow born rinenge iwewe l hope rinenge ririwo yellow born kudarika wandakapihwa namai Mia".
" why is it pazvinhu zvese unenge uchingoda kukwanisa mai Mia nhai?".
" ndamukwanisa papi fut, I'm just giving an example ok sorry kana ndakubhowa but l was trying to cheer you up".
" aaaa zvobhowa zvaunoita".
" sorry babe unoda k*ti ndikuigirei kana ndakudzoka?".
"kudzoka kubva kupi futi?"
" kuHarare I'm going back today".
"kunoitei nhai Tarsoul inga wakati hausisina basa namai Mia wani?".
" exactly but ndine basa naMia zvakanyanyisa and nguva yareba ndisina kumuona. It's been a week now ndisiko kumbo and I'm sure mhuri yangu yakandimirira yako".
" oooh chingoti urikuda kunoona mai Mia chete uko kwete kunzvenga nemwana apa".
" iko ndorambidzwa Nani kumuona remember she is still my wife handina kumuramba ini. What I'm doing here ndicho chinonzi chihure coz ndine mukadzi nemwana kumba uko".
" what!!!!".
End of chapter
Babie Bee loves you all🥰❤️💋