Mt Darwin Ndeyedu

Mt Darwin Ndeyedu A warm welcome to everybody......drop me an email [email protected] Ndeyeduka News,gossip nezvakawanda zvinoitika muMt Darwin

27/03/2026

kusona tradings

27/03/2026

helooo guys ndokubasa kwangu . chikomana Cody chakasvika nemaBosa ndiribzyy ndakatozoona zvadai

23/03/2026

ngarifambe kwesekwse asungu mukadzi uyu 😥😥😥

20/03/2026
02/02/2026

Makadii zvenyu, mai vangu vanotsvagawo murume anonzi or ainzi Simon Mashoko munguva yehondo gore ra1979 kuMozambique Chimoio akasangana nemukadzi ainzi Patricia Nyikaichatonga or Tichatonga pakaita mwana anova mai vangu so vakangonzwa kuti anobva Mt Darwin chete kana pane anozivawo pliz +263771811089 or app +27716598005.

02/02/2026

good day. ndirikutsvagawo mukomana webasa repafarm mombe Materekeshe Farms along rushinga road. 0784751792

Tinekusuwa kukuru kwazvo zuvaranhasi . Mwene weruva atanha ruva rake .MADZIBABA NICHOLAS ZAKHARIA IS NO MORE 😥😥. TATORER...
11/12/2025

Tinekusuwa kukuru kwazvo zuvaranhasi . Mwene weruva atanha ruva rake .
MADZIBABA NICHOLAS ZAKHARIA IS NO MORE 😥😥. TATORERWA GAMBA REMUMHANZI.
RIP our Sungura legend

20/11/2025

Big shout-out to my newest top fans! Doc Jay Rovambira

Throw back Thursday
13/11/2025

Throw back Thursday

Address

Pbag 120 Mt Darwin
Mount Darwin
MTDARWINMASHONALANDCENTRALZIMBABWE

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mt Darwin Ndeyedu posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Organization

Send a message to Mt Darwin Ndeyedu:

Share